News

Gospel musician Magacha dispels gay and drug abuse allegations

Harare – AWARD winning gospel musician Sabastian Magacha has dispelled allegations that he is gay and a drug addict.

He took a swipe at fellow gospel musicians for being “hypocrites”.

The pint sized musician did not mince his words.He however has a fetish for exhibiting his private parts and has a video of such that made waves on the webosphere.

Express Mail Zim presents here-under Magacha’s statement which is pregnant with emotion.

“Handina kumboziva hangu kuti mapfekero angu akashata uyezve kuti ndatovangochani nekudakwe hembe dzangu♥♥.

 

“Handina kumboziva kuti Energy yandinayo nekufara kwandinoyita zvirikureva kuti ndakuyita zvema Drugs, Mbanje,etc.

 

“All I ever wanted was and is to Preach the gospel of Jesus. 

“Christ. I know handikwanisi kufadza vanhu vese uyezve handingadiwe nenyika yose, koingawani mwana komana waMwari chaiye pane vayitoto pasinaye. Asi ini pazvose zvandinoyita shuviro yangu ndeyekufadza Mwari.

 

“But it looks like machristu akawanda ndisu tinodzikisirana nekuda kusimukira nekutsika vamwe, tirikuvengana nekusarudzana nechikonzero chema Churches atinobva, saka Mwari watirikunamata wacho ndeupi?

“Moyo wangu unorwadza dzimwe nguva dzandino wona vanhu vanouya vachitaura zvehupenyu hwangu zvandisingazive ndichitotangawo kushamisika kuti saba arikutaurwa apo ndeupi chaiye? NDINE MUVHUNZO! kumachristu. 

“Makambowonawo kuwirirana kunoyita zvidhakwa here chero kuwirirana kunoyita ma Secular Musician?? Vanhu vaya vakabatana zvavo that’s why zvinhu zvavo zvichizoyita sezvinofamba because vane Unit. But look at us we have twuma Camps kunge twuma Katel hatinyatsowirirana so!”

Related Articles

Back to top button